Ungawanepi Mhinduro Dzemibvunzo Mikuru Muupenyu? PLAY Ungawanepi Mhinduro Dzemibvunzo Mikuru Muupenyu? Wana mhinduro dzinogutsa dzemibvunzo ine chekuita neupenyu, mufaro uye ramangwana. Tine urombo, media player yatadza kubudisa zvauri kuda. Dhaunirodha Vhidhiyo Iyi Nyaya Dzinoenderana Neiyi Mavhidhiyo eBhaibheri—Dzidziso Huru dzeBhaibheri Zvimwe Zvaunogona Kufarira MIBVUNZO YEBHAIBHERI INOPINDURWA Tinoraramirei? Wakambozvibvunza here kuti, ‘Tinoraramirei?’ Ona kuti Bhaibheri rinopindura sei mubvunzo uyu. ESSENTIAL BIBLE TEACHINGS Chii Chinoitika Kana Munhu Afa? Bhaibheri rinoti vanhu vakafa vachazomutswa sezvakangoitwa Razaro. ESSENTIAL BIBLE TEACHINGS Nei Mwari Achibvumira Kutambura? Vanhu vakawanda vanobvunza kuti nei nyika yakazara kuvengana uye kutambura. Bhaibheri rinopa mhinduro inogutsa uye inonyaradza. MUKAI! Mwari Anovimbisa Kuti Nyika Haisi Kuzoparadzwa Chii chinoita kuti tive nechokwadi chekuti nyika haisi kuzoparara uye kuti ichange yava kutoyevedza? MIBVUNZO YEBHAIBHERI INOPINDURWA Ndingawanepi Tariro? Pane chinhu chinogona kuita kuti uvandudze upenyu hwako iye zvino uye wova netariro yeramangwana. ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI Imboedza Kuita Kosi yeBhaibheri Dzidza Bhaibheri uchibatsirwa nemumwe munhu. Prinda Tumirawo vamwe Tumirawo vamwe Ungawanepi Mhinduro Dzemibvunzo Mikuru Muupenyu? DZIDZISO DZEBHAIBHERI DZINOKOSHA Ungawanepi Mhinduro Dzemibvunzo Mikuru Muupenyu? Shona Ungawanepi Mhinduro Dzemibvunzo Mikuru Muupenyu? https://cms-imgp.jw-cdn.org/img/p/1102020434/univ/art/1102020434_univ_sqr_xl.jpg ebtv