Privacy Settings

To provide you with the best possible experience, we use cookies and similar technologies. Some cookies are necessary to make our website work and cannot be refused. You can accept or decline the use of additional cookies, which we use only to improve your experience. None of this data will ever be sold or used for marketing. To learn more, read the Global Policy on Use of Cookies and Similar Technologies. You can customize your settings at any time by going to Privacy Settings.

Musikana ari kuratidza kuti ane depression

MUKAI! Nhamba 1 2017 | Kubatsira Vechidiki Vane Chirwere cheDepression

Vechidiki vakawanda vari kubatwa nechirwere chedepression.

Munofunga kuti vangabatsirwa sei?

Magazini iyi ine mazano ekuti vechidiki vangaita sei nedambudziko iri, uye zvingaitwawo nevabereki kubatsira vana vavo.

 

NYAYA IRI PAKAVHA

Kubatsira Vechidiki Vane Chirwere cheDepression

Verenga unzwe zviratidzo zvedepression uye zvingangodaro zvichiikonzera. Ona kuti vabereki nevamwewo vangabatsira sei.

Kunyemwerera Kunobatsira

Mumwe munhu watisingazivi kana shamwari dzedu vakangonyemwerera zvichibva pasi pemwoyo, tinobva tangonzwawo kuda kunyemwerera.

ZVINOTAURA BHAIBHERI

Kubvisa Pamuviri

Gore negore, vakadzi vakawanda vari kubvisa pamuviri, zvichibva zvaita kuti vana vanopfuura 50 miriyoni vafe vasati vaberekwa. Kubvisa pamuviri kwakaipa here kana kuti munhu anozvisarudzira?

“Wainyatsoona Kuti Vane Rudo”

Musi weMugovera, 25 April 2015, kuNepal kwakaitika kudengenyeka kwenyika kwaityisa chaizvo. Zvapupu zvaJehovha zvakaratidza sei rudo rwechokwadi?

MAZANO EKUBATSIRA MHURI

Tenda Zvinoitwawo Nemumwe Wako

Kana murume nemudzimai vakatarisa zvakanaka zvinoitwa nemumwe votendana, zvichaita kuti vawedzere kudanana. Zvii zvaungaita kuti uwedzere kutenda mumwe wako?

ZVAKANGOITIKA ZVEGA HERE?

Chinoita Kuti Svosve rekuSahara Desert Risatsva Nezuva

Svosve iri rinokwanisa kushingirira kupisa kwezuva kupfuura dzimwe mhuka. Chii chinoita kuti rikwanise kuita izvi?

Zvimwe Zviri paIndaneti

Ndingaita Sei Kuti Ndisazvidya Mwoyo?

Mazano 5 anogona kukubatsira kuti ukurire kuzvidya mwoyo.

Zvapupu zvaJehovha zvinobatsira vanenge vawirwa nenjodzi here?

Ona kuti tinobatsira sei vanenge vawirwa nenjodzi kusanganisira vatisinganamati navo.