“Rambai Muri Murudo rwaMwari”
Bhuku rino richakubatsira kuti urambe uchishandisa zvinodzidziswa neBhaibheri muupenyu hwake woramba uri murudo rwaMwari.
Tsamba Inobva kuDare Rinodzora
Dare Rinodzora reZvapupu zvaJehovha rinokurudzira vose vanoda Jehovha kuti vatevedzere Jesu, uyo akaramba ari murudo rwaBaba vake.
CHITSAUKO 1
“Kuda Mwari Kunoreva Izvi”
Bhaibheri rinotsanangura zviri nyore kuti ungaratidza sei kuti unoda Mwari.
CHITSAUKO 2
Ungaramba Sei Uine Hana Yakanaka?
Zvinoita here kuti munhu ave nehana isiri kumutongesa asi iyo isina kuchena kuna Mwari?
CHITSAUKO 3
Ida Vaya Vanodiwa naMwari
Jehovha anosarudza shamwari, uye isu tinofanira kusarudza vanhu vatinoshamwaridzana navo.
CHITSAUKO 4
Nei Tichifanira Kuremekedza Vane Masimba?
Magwaro anotsanangura kuti tingaremekedza sei vane masimba munzira nhatu muupenyu hwedu.
CHITSAUKO 5
Tingaramba Sei Takaparadzana Nenyika?
Shoko raMwari rinoratidza nzira shanu dzatinofanira kuratidza kuti takaparadzana nenyika.
CHITSAUKO 6
Kusarudza Kwaungaita Varaidzo Yakanaka
Mibvunzo mitatu inogona kukubatsira kusarudza nekuchenjera.
CHITSAUKO 7
Unokoshesa Upenyu Sezvinoita Mwari Here?
Kukoshesa upenyu inyaya yekungorega kuuraya mumwe munhu chete here?
CHITSAUKO 8
Mwari Anoda Vanhu Vakachena
Bhaibheri rinogona kukubatsira kunzvenga zvinhu zvingaita kuti uve asina kuchena mumeso aJehovha.
CHITSAUKO 9
“Tizai Ufeve”
Gore rimwe nerimwe zviuru zvevaKristu zvinoita ufeve. Ungaita sei kuti udzivise muedzo uyu?
CHITSAUKO 10
Kuroorana Chipo Chinobva Kuna Mwari Ane Rudo
Ungagadzirira sei kuti uve neimba inobudirira? Kana wakaroora kana kuroorwa kare, ungaita sei kuti muchembedzane?
CHITSAUKO 11
“Kuroorana Ngakukudzwe”
Mibvunzo mitanhatu yekuzviongorora inogona kukubatsira kuvandudza imba yenyu.
CHITSAUKO 12
Taura ‘Zvakanaka Zvinovaka’
Kutaura kunogona kuparadza vamwe kana kuti kuvaka. Dzidza kuti ungashandisa sei chipo chekutaura chatakapiwa naJehovha.
CHITSAUKO 13
Mhemberero Dzisingafadzi Mwari
Dzimwe mhemberero nemazororo anoita seanokudza Mwari anotomugumbura.
CHITSAUKO 14
Iva Akatendeseka Muzvinhu Zvose
Usati watanga kuva akatendeseka kuvanhu vose, unofanira kutanga iwe kusazvinyengera.
CHITSAUKO 15
Fadzwa Nekushanda Nesimba
Mhinduro yemibvunzo mishanu inogona kukubatsira kuti wopinda rimwe basa here kana kuti kwete.
CHITSAUKO 16
Rwisanai naDhiyabhorosi Nemanomano Ake
Tinoziva kuti Satani ane simba, asi hatifaniri kunyanya kutaura nezvazvo. Nechikonzero chei?
CHITSAUKO 17
‘Zvivakei Pakutenda Kwenyu Kutsvenetsvene’
Zvinhu zvitatu zvinokubatsira kuti uve nekutenda kwakasimba kuitira kuti urambe uri murudo rwaMwari.
MASHOKO OKUWEDZERA
Mabatiro Atinofanira Kuita Munhu Akadzingwa
Tinofanira kusataura navo zvachose here?
MASHOKO OKUWEDZERA
Kufukidza Musoro Kunoitwa Riini Uye Kuchiitirwei?
Bhaibheri rinoratidza zvinhu zvitatu zvingakubatsira kuziva.
MASHOKO OKUWEDZERA
Kusaruta Mureza, Kuvhota, Uye Basa Rehurumende
Ipfungwa dzipi dziri mumagwaro dzinogona kukubatsira kuti uve nehana yakachena panyaya idzi?
MASHOKO OKUWEDZERA
Zvikamu Zviduku Zveropa Uye Nzira Dzokuvhiyiwa
Nekuita zvinhu zvishomanana, unogona kukunda matambudziko ekurapwa.
MASHOKO OKUWEDZERA
Zvinotaura Bhaibheri Nezvokurambana Uye Kuparadzana
Kuwirirana nezvinotaurwa neBhaibheri, munhu akarambana nemumwe wake anozokwanisa kuzoroorazve kana zvaita sei?
MASHOKO OKUWEDZERA
Kugadzirisa Kusawirirana Munyaya Dzebhizimisi
MuKristu angaendese mumwe wake kumatare here?