PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

“Kana Munhu Akafa, Angararamazve Here?”

“Kana Munhu Akafa, Angararamazve Here?”

Vanhu havakwanisi kunzvenga rufu kana kumutsa vakafa (Job 14:​1, 2, 4, 10; w99 10/15 3 ¶1-3)

Vakafa vanogona kuraramazve (Job 14:​7-9; w15 4/15 32 ¶1-2)

Jehovha anokwanisa uye anoda kumutsa vashumiri vake (Job 14:​14, 15; w11 3/1 22 ¶5)

ZVEKUFUNGA NEZVAZVO: Chii chinoita kuti Jehovha ade kumutsa vashumiri vake vakatendeka? Izvi zvinoita kuti unzwe sei nezvaJehovha?