PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
Upfumi Handihwo Hunoratidza Kuti Munhu Akarurama
Zofari akati Mwari anotorera vanhu vakaipa upfumi hwavo; nemamwe mashoko aireva kuti Jobho ane zvakaipa zvaakaita (Job 20:5, 10, 15)
Jobho akapindura kuti: ‘Saka nei vakaipa vachibudirira?’ (Job 21:7-9)
Upenyu hwaJesu hunoratidza kuti munhu anogona kunge akarurama asi asina kupfuma (Ru 9:58)
ZVEKUFUNGA NEZVAZVO: Zvii zvinokosheswa nevanhu vese vanoshumira Mwari pasinei nekuti vakapfuma kana kuti varombo?—Ru 12:21; w07 8/1 29 ¶12.