Jehovha Mwari Achakubatsira
Muvhidhiyo ino, vhesi yeBhaibheri imwe chete inobatsira Grayson kuona kuti haafanire kunge ari munhu asingakanganisi kuti afadze Mwari.