Enda pane zvauri kuda

Batsirwa Nechibayiro chaJesu

Ona zvinhu zviviri zvinokosha zvaungaita.

 

Inzwa Zvimwe

Verengera Bhaibheri paIndaneti

Ongorora zvakaita Shanduro yeNyika Itsva, Bhaibheri rakakurama uye riri nyore kuverenga.

Verengera Bhaibheri paIndaneti

Ongorora zvakaita Shanduro yeNyika Itsva, Bhaibheri rakakurama uye riri nyore kuverenga.

Tarisa uone zvitsva zvaiswa zvakadai semavhidhiyo, nziyo, dzimwewo nyaya nenhau.

Ona Kuti Ndezvipi Zvitsva

Imboedza Kuita Kosi yeBhaibheri

Dzidza Bhaibheri uchibatsirwa nemumwe munhu.

Kumbira Kushanyirwa

Unogona kukurukura nesu kana uine mubvunzo wauinawo une chekuita neBhaibheri kana kuti kana paine zvaunoda kuziva nezveZvapupu zvaJehovha.

Pinda Musangano

Inzwa zvakawanda nezvemisangano yedu. Tsvaga nzvimbo iri pedyo newe inoitirwa misangano.

Zvapupu zvaJehovha—Tiri Vanhu Vakaita Sei?

Tinobva mumadzinza nemitauro zvakasiyana-siyana asi zvinangwa zvedu zvakafanana ndizvo zvinoita kuti tibatane. Chinonyanya kukosha ndechekuti tinoda kukudza Jehovha, Mwari akaita kuti Bhaibheri rinyorwe uye Musiki wezvese. Tinoedza chaizvo kutevedzera Jesu Kristu uye tinodada nekudaidzwa kuti vaKristu. Mumwe nemumwe wedu anobatsira vanhu kuti vadzidze Bhaibheri uye nezveUmambo hwaMwari. Chinoita kuti tinzi Zvapupu zvaJehovha imhaka yekuparidza, uye kutaura kwatinoita nezvaJehovha Mwari neUmambo hwake.

Ongorora zviri panzvimbo yedu. Verenga Bhaibheri paIndaneti. Inzwa zvakawanda pamusoro pedu uye zvatinotenda.

 

Two of Jehovah's Witnesses preaching to a man in a rice paddy.